Isaya 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kana mukada zvokuteerera muchadya zvinhu zvakanaka zvenyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Kana muciɗa, muciterera, mucadya ɀakanaka ɀenyika; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 “Kana muchida, muchiteerera, muchadya zvakanaka zvenyika; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kana mukada zvokuteerera muchadya zvinhu zvakanaka zvenyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Kana mukada zvokuteerera muchadya zvinhu zvakanaka zvenyika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Kana muchida uye muchiteerera muchadya zvakanakisa zvenyika; Viz kapitola |