Isaya 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Mazuva Makuru enyu oKugara kwoMwedzi namazuva makuru akatemwa, mwoyo wangu hauzvidi. Kwandiri yave nhamo chaiyo yokuzvitakura, ndaneta ini nokuzvitakura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ŋguʋa dzenyu dzokugara kwomŋedzi nemitambo yenyu ɀinoʋeŋgwa nomŋeya waŋgu; ɀinondinetsa; ndaneta nokutambudzika naɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 “Nguva dzenyu dzokugara kwomwedzi nemitambo yenyu zvinovengwa nomweya wangu; zvinondinetsa; ndaneta nokutambudzika nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Mazuva Makuru enyu oKugara kwoMwedzi namazuva makuru akatemwa, mwoyo wangu hauzvidi. Kwandiri yave nhamo chaiyo yokuzvitakura, ndaneta ini nokuzvitakura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 “Mazuva Makuru enyu oKugara kwoMwedzi namazuva makuru akatemwa, mwoyo wangu hauzvidi. Kwandiri yave nhamo chaiyo yokuzvitakura, ndaneta ini nokuzvitakura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Mitambo yenyu yoKugara kwoMwedzi nemitambo yenyu yakatsaurwa inovengwa nomweya wangu. Zvava mutoro kwandiri; ndaneta nokuzvitakura. Viz kapitola |