Isaya 1:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ipo pamunouya kwandiri kuzonamata, ndiani chaizvo anenge achida kuti muzotsokodzere zvenyu nhandare dzangu? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kana muciʋuya kuzondiʋona, ndianiko unoreʋa iɀoɀo pamaʋoko enyu, kuti mutsike maʋazhe aŋgu? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Kana muchiuya kuzondiona, ndianiko anoreva izvozvo pamaoko enyu, kuti mutsike mavazhe angu? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ipo pamunouya kwandiri kuzonamata, ndiani chaizvo anenge achida kuti muzotsokodzere zvenyu nhandare dzangu? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ipo pamunouya kwandiri kuzonamata, ndiani chaizvo anenge achida kuti muzotsokodzere zvenyu nhandare dzangu? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Pamunouya kuzozviratidza pamberi pangu, ndianiko akambokukumbirai izvi kwamuri, naikoku kutsika-tsika pavazhe dzangu? Viz kapitola |