Hosiya 14:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nhaimi vokwaEfuremu Munei nezvifananidzo zvokunamata? Inini ndini ndinokupai mhinduro ndini ndinokuchengetai. Ini ndakaita somusaipurasi unogara wakasvibira, kwandiri ini ndokunobva michero yenyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Efraimi, ndicineiko neɀifananidzo? Ndakapindura, ndinehanya naye; ndakafanana nomuʋonde mutema, ɀiɓereko ɀako ɀicawanikwa kwandiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Efuremu, ndichineiko nezvifananidzo? Ndakapindura, ndinehanya naye; ndakafanana nomuonde mutema, zvibereko zvako zvichawanikwa kwandiri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nhaimi vokwaEfuremu Munei nezvifananidzo zvokunamata? Inini ndini ndinokupai mhinduro ndini ndinokuchengetai. Ini ndakaita somusaipurasi unogara wakasvibira, kwandiri ini ndokunobva michero yenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Nhaimi vokwaEfuremu Munei nezvifananidzo zvokunamata? Inini ndini ndinokupai mhinduro ndini ndinokuchengetai. Ini ndakaita somusaipurasi unogara wakasvibira, kwandiri ini ndokunobva michero yenyu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Nhai Efuremu, ndichineiko chokuita nezvifananidzo? Ndichamupindura uye ndichamuchengeta. Ndakafanana nomuti womupaini wakasvibira; kubereka kwako kunobva kwandiri.” Viz kapitola |