Hosiya 14:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Umhandupandu hwavo ihwohwo ndichahurapa, ndichavada zvangu pachena nokuti kuvashatirirwa kwandanga ndakaita, ndazvidzora. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndicaporesa kudzokera kwaʋo shure, ndicaʋaɗa nokuɗa kwaŋgu; nokuti kutsamŋa kwaŋgu kwabviswa kwaʋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 “Ndichaporesa kudzokera kwavo shure, ndichavada nokuda kwangu; nokuti kutsamwa kwangu kwabviswa kwavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Umhandupandu hwavo ihwohwo ndichahurapa, ndichavada zvangu pachena nokuti kuvashatirirwa kwandanga ndakaita, ndazvidzora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 “Umhandupandu hwavo ihwohwo ndichahurapa, ndichavada zvangu pachena nokuti kuvashatirirwa kwandanga ndakaita, ndazvidzora. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 “Ndichaporesa kusateerera kwavo uye ndichangovada hangu, nokuti hasha dzangu dzabva kwavari. Viz kapitola |