Online Bible

- Reklamy -

Hosiya 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Mukadzi uyu paakarumura Mushayirwatsitsi, akabata pamuviri akabereka mwana mukomana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino wakati arumura Ro‐ruhama, akanaka ɀe pamuʋiri, akaɓereka mŋanakomana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino akati arumura Roruhama, akanakazve pamuviri, akabereka mwanakomana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Mukadzi uyu paakarumura Mushayirwatsitsi, akabata pamuviri akabereka mwana mukomana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Mukadzi uyu paakarumura Mushayirwatsitsi, akabata pamuviri akabereka mwana mukomana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Mushure mokurumura Ro-Ruhama, Gomeri akaberekazve mumwe mwanakomana.

Viz kapitola kopírovat

Hosiya 1:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy