Hosiya 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi imba yokwaJudha, ndichaiitira tsiye nyoro ndigovanunura nesimba raTenzi, Mwari wavo. Handisi kuzovanunura nouta kana nebakatwa kana nehondo kunyange namabhiza kana navarwi vamabhiza.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi ndicanzwira imba yaJuda nyasha, ndicaʋaponesa naJehova Mŋari waʋo, handiŋgaʋaponesi noʋuta, kana nomunondo, kana nokurwa, kana namabiza, kana naʋataȿi ʋamabiza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Asi ndichanzwira imba yaJudha nyasha, ndichavaponesa naJehovha Mwari wavo, handingavaponesi nouta, kana nomunondo, kana nokurwa, kana namabhiza, kana navatasvi vamabhiza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi imba yokwaJudha, ndichaiitira tsiye nyoro ndigovanunura nesimba raTenzi, Mwari wavo. Handisi kuzovanunura nouta kana nebakatwa kana nehondo kunyange namabhiza kana navarwi vamabhiza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi imba yokwaJudha, ndichaiitira tsiye nyoro ndigovanunura nesimba raTenzi, Mwari wavo. Handisi kuzovanunura nouta kana nebakatwa kana nehondo kunyange namabhiza kana navarwi vamabhiza.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi ndicharatidza rudo kuimba yaJudha; uye ndichavaponesa, kwete nouta, munondo kana kurwa, kana namabhiza kana navatasvi vamabhiza, asi naJehovha Mwari wavo.” Viz kapitola |