Hosiya 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Akaitazve pamuviri akasununguka mwana musikana. Tenzi akabva ati kuna Hosea, “Tumidza musikana uyu zita rokuti, ‘Mushayirwatsitsi’ nokuti handichaitirazve imba yokwaIsiraeri tsitsi. Handimbofa ndakavaregerazve. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Akanaka ɀe pamuʋiri, ndokuɓereka mŋanasikana. Jehova akati kwaari: Mutumidze iye zita rinonzi Ro‐ruhama; nokuti handicazonzwiri imba yaIsraeri nyasha nditoŋgoʋakaŋganwire. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Akanakazve pamuviri, ndokubereka mwanasikana. Jehovha akati kwaari, “Mutumidze iye zita rinonzi ‘Roruhama;’ nokuti handichazonzwiri imba yaIsiraeri nyasha nditongovakanganwire. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Akaitazve pamuviri akasununguka mwana musikana. Tenzi akabva ati kuna Hosea, “Tumidza musikana uyu zita rokuti, ‘Mushayirwatsitsi’ nokuti handichaitirazve imba yokwaIsiraeri tsitsi. Handimbofa ndakavaregerazve. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Akaitazve pamuviri akasununguka mwana musikana. Tenzi akabva ati kuna Hosea, “Tumidza musikana uyu zita rokuti, ‘Mushayirwatsitsi’ nokuti handichaitirazve imba yokwaIsiraeri tsitsi. Handimbofa ndakavaregerazve. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Gomeri akabatazve pamuviri ndokubereka mwanasikana. Ipapo Jehovha akati kuna Hosea, “Mutumidze zita rokuti Ro-Ruhama, nokuti handichazoratidzizve rudo kuimba yaIsraeri, kuti nditombovaregerera. Viz kapitola |