Hosiya 1:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Saizvozvowo akaenda akandotora Gomero mwanasikana waDhibhuraimu. Iye akaita pamuviri akamuberekera mwana mukomana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Naiɀoɀo wakaenda akatora Gomeri mukunda waDibraimi, iye akanaka pamuʋiri akamuɓerekera mŋanakomana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Naizvozvo akaenda akatora Gomeri mukunda waDibhiraimi, iye akanaka pamuviri akamuberekera mwanakomana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Saizvozvowo akaenda akandotora Gomero mwanasikana waDhibhuraimu. Iye akaita pamuviri akamuberekera mwana mukomana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Saizvozvowo akaenda akandotora Gomero mwanasikana waDhibhuraimu. Iye akaita pamuviri akamuberekera mwana mukomana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Naizvozvo akawana Gomeri mwanasikana waDibhiraimu, uye akabata pamuviri akamuberekera mwanakomana. Viz kapitola |