Online Bible

- Reklamy -

Hosiya 1:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Herinoi shoko raTenzi, raakataurira Hosea mwanakomana waBheeri nguva yaitonga madzimambo aya okwaJudha anoti: Uziya naJotamu naAhazi naHezekiya uye iri nguvawo yaJerobhoamu mambo wokwaIsiraeri mwanakomana waJehoashi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Shoko raJehova, rakaȿika kunaHosea mŋanakomana waBeeri, namazuʋa aUzia naJotami naAhazi naHezekia, madzimambo aJuda, ʋuye namazuʋa aJeroboami mŋanakomana waJoashi, mambo waIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Shoko raJehovha rakasvika kuna Hosea mwanakaomana waBheeri, namazuva aUziya naJotami naAhazi naHezekia, madzimambo aJudha, uye namazuva aJerobhoami mwanakomana waJoashi, mambo waIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Herinoi shoko raTenzi, raakataurira Hosea mwanakomana waBheeri nguva yaitonga madzimambo aya okwaJudha anoti: Uziya naJotamu naAhazi naHezekiya uye iri nguvawo yaJerobhoamu mambo wokwaIsiraeri mwanakomana waJehoashi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Herinoi shoko raTenzi, raakataurira Hosea mwanakomana waBheeri nguva yaitonga madzimambo aya okwaJudha anoti: Uziya naJotamu naAhazi naHezekiya uye iri nguvawo yaJerobhoamu mambo wokwaIsiraeri mwanakomana waJehoashi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Shoko raJehovha rakasvika kuna Hosea mwanakomana waBheeri panguva yokutonga kwaUzia, Jotamu, Ahazi naHezekia, madzimambo eJudha, napanguva yokutonga kwaJerobhoamu mwanakomana waJehoashi mambo weIsraeri:

Viz kapitola kopírovat

Hosiya 1:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy