Online Bible

- Reklamy -

Hagai 2:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Hagai ndokuti, “Ndizvo zvimwechete navanhu ava, nerudzi urwu rwavanhu ruri pamberi pangu, ndizvo zviri kutaura Tenzi. Ndizvo zvine basa ramaoko avo kanawo zvavanopira ipapo zvakan'ora.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ipapo Hagai akapindura, akati: Ndiɀo ɀakaita ʋanhu aʋa norudzi urwu pamberi paŋgu — ndiɀo ɀinotaura Jehova; ndiɀo ɀakaita ɀose ɀaʋanoita namaʋoko aʋo, ʋuye ɀaʋanoɓayira’po ɀakaȿiɓiswa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Ipapo Hagai akapindura, akati, “Ndizvo zvakaita vanhu ava norudzi urwu pamberi pangu ndizvo zvinotaura Jehovha; ndizvo zvakaita zvose zvavanoita namaoko avo, uye zvavanobayirapo zvakasvibiswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Hagai ndokuti, “Ndizvo zvimwechete navanhu ava, nerudzi urwu rwavanhu ruri pamberi pangu, ndizvo zviri kutaura Tenzi. Ndizvo zvine basa ramaoko avo kanawo zvavanopira ipapo zvakan'ora.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Hagai ndokuti, “Ndizvo zvimwechete navanhu ava, nerudzi urwu rwavanhu ruri pamberi pangu, ndizvo zviri kutaura Tenzi. Ndizvo zvine basa ramaoko avo kanawo zvavanopira ipapo zvakan'ora.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Ipapo Hagai akapindura akati, “ ‘Ndizvo zvakaita vanhu ava norudzi urwu pamberi pangu,’ ndizvo zvinotaura Jehovha. ‘Zvose zvavanoita uye zvose zvavanopa sechibayiro ipapo zvakasvibiswa.

Viz kapitola kopírovat

Hagai 2:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy