Hagai 2:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Iti, ‘Ko kana munhu akatakura nyama inoera mumukombero wehanzu dzake akazogumha nemukombero iwoyo chingwa, kana kuti bota, kana waini kana mafuta kana chokudya chipi nechipi zvacho, chinobva chava chinoera here?’ ” Vapristi vakati, “Kwete.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kana munhu acitakura nyama tȿene mumupendero weŋguʋo yake, akagunɀa nomupendero ciŋgwa, kana ɀakaɓikwa, kana waini, kana mafuta, kana ɀokudya ɀipi neɀipi, ko ɀaʋa ɀitȿene here? Ʋaprista ʋakapindura, ʋakati: Kwete. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 ‘Kana munhu achitakura nyama tsvene mumupendero wenguwo yake, akagunzva nomupendero chingwa, kana zvakabikwa, kana waini, kana mafuta, kana zvokudya zvipi nezvipi, ko zvava zvitsvene here?’ ” Vapristi vakapindura, vakati, “Kwete.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Iti, ‘Ko kana munhu akatakura nyama inoera mumukombero wehanzu dzake akazogumha nemukombero iwoyo chingwa, kana kuti bota, kana waini kana mafuta kana chokudya chipi nechipi zvacho, chinobva chava chinoera here?’ ” Vapristi vakati, “Kwete.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Iti, ‘Ko kana munhu akatakura nyama inoera mumukombero wehanzu dzake akazogumha nemukombero iwoyo chingwa, kana kuti bota, kana waini kana mafuta kana chokudya chipi nechipi zvacho, chinobva chava chinoera here?’ ” Vapristi vakati, “Kwete.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Kana munhu akatakura nyama tsvene mumupendero wenguo yake, uye mupendero ukagunzva chingwa kana nyama yakabikwa, kana waini, kana mafuta kana zvimwe zvokudya, zvichava zvitsvene here?’ ” Vaprista vakapindura vakati, “Kwete.” Viz kapitola |