Hagai 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Maitarisira kuva namaguta asi twakawanikwa twacho twushomanani. Pamakatwuunza kumusha, ini ndakatwupupurutsa. Pamusana peiko? Ndiwo mubvunzo una Tenzi wehondo nehondo. Chikonzero ndechokuti Temberi yangu inongova dongo zvaro mumwe nomumwe wenyu achimhanya mhanya nezvemba yake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Makafuŋga kuwana ɀizhinji, tarirai, ɀakaŋgoita ɀishoma; makati maɀiisa kumusha, ini ndikafuridzira pamsoro paɀo. Nemhaka yeiko? — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo. Nemhaka yeimba yaŋgu riri ɗoŋgo, mumŋe nomumŋe wenyu acimhanyira kumba kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Makafunga kuwana zvizhinji, tarirai, zvakangoita zvishoma; makati mazviisa kumusha, ini ndikafuridzira pamusoro pazvo. Nemhaka yeiko? Ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo. Nemhaka yeimba yangu riri dongo, mumwe nomumwe wenyu achimhanyira kumba kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Maitarisira kuva namaguta asi twakawanikwa twacho twushomanani. Pamakatwuunza kumusha, ini ndakatwupupurutsa. Pamusana peiko? Ndiwo mubvunzo una Tenzi wehondo nehondo. Chikonzero ndechokuti Temberi yangu inongova dongo zvaro mumwe nomumwe wenyu achimhanya mhanya nezvemba yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Maitarisira kuva namaguta asi twakawanikwa twacho twushomanani. Pamakatwuunza kumusha, ini ndakatwupupurutsa. Pamusana peiko? Ndiwo mubvunzo una Tenzi wehondo nehondo. Chikonzero ndechokuti Temberi yangu inongova dongo zvaro mumwe nomumwe wenyu achimhanya mhanya nezvemba yake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Makatarisira kuwana zvizhinji, asi tarirai, zvakazova zvishoma. Zvamakauya nazvo kumusha, ndakazvifuridzira kure. Nemhaka yeiko?” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. “Nemhaka yeimba yangu, yaramba ichingova dongo, asi mumwe nomumwe wenyu achishingairira imba yake. Viz kapitola |