Hagai 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Endai kumakomo mundotora mapango muvake imba iyoyi, ndichafadzwa nayo uye ndicharumbidzwa, ndizvo zviri kutaura Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kwirai mugomo, muʋuye namatanda, muʋake imba iyi; ini ndicaifarira, ʋuye ini ndicakudzwa — ndiɀo ɀinotaura Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Kwirai mugomo, muuye namatanda, muvake imba iyi; ini ndichaifarira, uye ini ndichakudzwa ndizvo zvinotaura Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Endai kumakomo mundotora mapango muvake imba iyoyi, ndichafadzwa nayo uye ndicharumbidzwa, ndizvo zviri kutaura Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Endai kumakomo mundotora mapango muvake imba iyoyi, ndichafadzwa nayo uye ndicharumbidzwa, ndizvo zviri kutaura Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Kwirai kumakomo, mundouya namatanda muvake imba, kuti ini ndiifarire ndigokudzwa,” ndizvo zvinotaura Jehovha. Viz kapitola |