Online Bible

- Reklamy -

Hagai 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 “Inga makadyara zvakawanda wani asi mukakohwa tushomanani, munodya zvenyu asi kuguta hamuguti, kunwa munonwa asi nyota yenyu haiperi; munopfeka asi hamudziirwi. Anotambira mubayiro nokusevenza kwake anotambirira kuuisa muhomwe yakabooka.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Makakusha ɀizhinji, asi makaceka ɀishoma; munodya, asi hamuguti; munonwa, asi hamuguŋgwi; munofuka, asi hakunaunodziyirwa; unoɓatira muɓairo unoɓatira kuti aɀiceŋgete muhomboɗo yakabvoʋoka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Makakusha zvizhinji, asi makacheka zvishoma; munodya, asi hamuguti; munonwa, asi hamugungwi; munofuka, asi hakuna unodziyirwa; unobatira mubayiro unobatira kuti azvichengete muhombodo yakabvooka.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 “Inga makadyara zvakawanda wani asi mukakohwa tushomanani, munodya zvenyu asi kuguta hamuguti, kunwa munonwa asi nyota yenyu haiperi; munopfeka asi hamudziirwi. Anotambira mubayiro nokusevenza kwake anotambirira kuuisa muhomwe yakabooka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Makakusha zvizhinji, asi mukacheka zvishoma. Munodya, asi hamuguti. Munonwa, asi hamugundwi. Munopfeka nhumbi, asi hamudziyirwi. Munoshandira mubayiro, kuti muuise chete muhomwe ina maburi.”

Viz kapitola kopírovat

Hagai 1:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy