Hagai 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Tenzi akamutsa mwoyo waZerubhabhero, mwanakomana waShearitieri mutongi wokwaJudha, nemwoyo waJoshuwa mwanakomana waJehozadhaki mupristi mukuru, uyewo mwoyo yechitsama chavanhu vose vakasara vakauya vakashanda paTemberi yaTenzi wehondo nehondo, Mwari wavo Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Jehova akamutsa mŋeya waZerubaberi mŋanakomana waSheartieri, muɓati waJuda, nomŋeya waJoshua mŋanakomana waJehozadaki, muprista mukuru, nomŋeya waʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋasara, ʋakaʋuya ʋakaɓata paimba yaJehova wehondo, Mŋari waʋo, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Jehovha akamutsa mweya waZerubhabheri mwanakomana waShearitieri, mubati waJudha, nomweya waJoshua mwanakomana waJehozadhaki, mupristi mukuru, nomweya wavanhu vose vakanga vasara, vakauya vakabata paimba yaJehovha wehondo, Mwari wavo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Tenzi akamutsa mwoyo waZerubhabhero, mwanakomana waShearitieri mutongi wokwaJudha, nemwoyo waJoshuwa mwanakomana waJehozadhaki mupristi mukuru, uyewo mwoyo yechitsama chavanhu vose vakasara vakauya vakashanda paTemberi yaTenzi wehondo nehondo, Mwari wavo Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Tenzi akamutsa mwoyo waZerubhabhero, mwanakomana waShearitieri mutongi wokwaJudha, nemwoyo waJoshuwa mwanakomana waJehozadhaki mupristi mukuru, uyewo mwoyo yechitsama chavanhu vose vakasara vakauya vakashanda paTemberi yaTenzi wehondo nehondo, Mwari wavo Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Naizvozvo Jehovha akamutsa mweya waZerubhabheri mwanakomana waShearitieri, mubati weJudha, uye nomweya waJoshua mwanakomana waJehozadhaki, muprista mukuru, uye nomweya wavanhu vose vakanga vasara. Vakauya vakatanga kushanda paimba yaJehovha Wamasimba Ose, Mwari wavo, Viz kapitola |