Hagai 1:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ipapo Zerubhabhero mwanakomana waShearitieri, naJoshuwa mwanakomana waJehozadhaki, mupristi mukuru, nechitsama chavanhu chakanga chasara vakateerera shoko raTenzi Mwari wavo namashoko omuporofita Hagai sokutumwa kwaakanga aitwa naTenzi Mwari wavo. Vanhu vakatya Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ipapo Zerubaberi mŋanakomana waSheartieri, naJoshua mŋanakomana waJehozadaki, muprista mukuru, naʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋasara, ʋakateerera inzwi raJehova Mŋari waʋo, namashoko omuprofita Hagai, seɀaakaŋga atumŋa naJehova Mŋari waʋo; ʋanhu ʋakatya pamberi paJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ipapo Zerubhabheri mwanakomana waShearitieri, naJoshua mwanakomana waJehozadhaki, mupristi mukuru, navanhu vose vakanga vasara, vakateerera inzwi raJehovha Mwari wavo, namashoko omuporofita Hagai, sezvaakanga atumwa naJehovha Mwari wavo; vanhu vakatya pamberi paJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ipapo Zerubhabhero mwanakomana waShearitieri, naJoshuwa mwanakomana waJehozadhaki, mupristi mukuru, nechitsama chavanhu chakanga chasara vakateerera shoko raTenzi Mwari wavo namashoko omuporofita Hagai sokutumwa kwaakanga aitwa naTenzi Mwari wavo. Vanhu vakatya Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ipapo Zerubhabhero mwanakomana waShearitieri, naJoshuwa mwanakomana waJehozadhaki, mupristi mukuru, nechitsama chavanhu chakanga chasara vakateerera shoko raTenzi Mwari wavo namashoko omuporofita Hagai sokutumwa kwaakanga aitwa naTenzi Mwari wavo. Vanhu vakatya Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ipapo Zerubhabheri mwanakomana waShearitieri, naJoshua mwanakomana waJehozadhaki, muprista mukuru, navanhu vose vakanga vasara vakateerera inzwi raJehovha Mwari wavo uye shoko romuprofita Hagai, nokuti Jehovha Mwari wavo akanga amutuma. Uye vanhu vakatya Jehovha. Viz kapitola |