Online Bible

- Reklamy -

Hagai 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Ndakarambidza mvura kunaya panyika napamakomo, napambesa, napamagirepisi matsva, napamiorivhi, uye nembeswa dzose dzinorimwa muvhu, napavanhu nepamombe, napazvinhu zvose zvavanorima.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ndakaɗana kuwoma kuʋuye panyika, napamakomo, napaɀiyo, napawaini itȿa, napamafuta, napaneɀinoɓerekwa nevu, napaʋanhu, napaɀipfuwo, napamaɓasa ose amaʋoko aʋanhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Ndakadana kuwoma kuuye panyika, napamakomo, napazviyo, napawaini itsva, napamafuta, napane zvinoberekwa nevhu, napavanhu, napazvipfuwo, napamabasa ose amaoko avanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Ndakarambidza mvura kunaya panyika napamakomo, napambesa, napamagirepisi matsva, napamiorivhi, uye nembeswa dzose dzinorimwa muvhu, napavanhu nepamombe, napazvinhu zvose zvavanorima.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Ndakarambidza mvura kunaya panyika napamakomo, napambesa, napamagirepisi matsva, napamiorivhi, uye nembeswa dzose dzinorimwa muvhu, napavanhu nepamombe, napazvinhu zvose zvavanorima.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Ndakadana kuoma kuti kuuye paminda napamakomo, napazviyo, napawaini itsva, napamafuta, napazvose zvinoberekwa nevhu, napavanhu, napazvipfuwo, uye napamabasa amaoko enyu.”

Viz kapitola kopírovat

Hagai 1:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy