Hagai 1:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mugore rechipiri ramambo Dhariusi, mumwedzi wechitanhatu, pazuva rokutanga romwedzi shoko raTenzi rakauya nokunomuporofita Hagai kuna Zerubhabhero, mwanakomana waShearitieri mutongi wokwaJudha, uye kuna Joshuwa, mwanakomana waJehozadhaki, mupristi mukuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Negore recipiri ramambo Dariusi, nomŋedzi wecitanhatu, pazuʋa rokutaŋga romŋedzi, shoko raJehova rakaȿika nomuprofita Hagai kunaZerubaberi mŋanakomana waSheartieri, muɓati waJuda, nokunaJoshua mŋanakomana waJehozadaki, muprista mukuru, riciti: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Negore rechipiri ramambo Dhariusi, nomwedzi wechitanhatu, pazuva rokutanga romwedzi, shoko raJehovha rakasvika nomuporofita Hagai kuna Zerubhabheri mwanakomana waShearitieri, mubati waJudha, nokuna Joshua mwanakomana waJehozadhaki, mupristi mukuru, richiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mugore rechipiri ramambo Dhariusi, mumwedzi wechitanhatu, pazuva rokutanga romwedzi shoko raTenzi rakauya nokunomuporofita Hagai kuna Zerubhabhero, mwanakomana waShearitieri mutongi wokwaJudha, uye kuna Joshuwa, mwanakomana waJehozadhaki, mupristi mukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mugore rechipiri ramambo Dhariusi, mumwedzi wechitanhatu, pazuva rokutanga romwedzi shoko raTenzi rakauya nokunomuporofita Hagai kuna Zerubhabhero, mwanakomana waShearitieri mutongi wokwaJudha, uye kuna Joshuwa, mwanakomana waJehozadhaki, mupristi mukuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mugore rechipiri ramambo Dhariasi, pazuva rokutanga romwedzi wechitanhatu, shoko raJehovha rakasvika kubudikidza nomuprofita Hagai richienda kuna Zerubhabheri mwanakomana waShearitieri, mubati weJudha, nokuna Joshua mwanakomana waJehozadhaki, muprista mukuru, richiti: Viz kapitola |