Online Bible

- Reklamy -

Habakuki 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 “Mabhiza avo, kumhanya, mbada dzinosara pasi achityisa kupinda mhumhi dzinofamba usiku varwi vavo vamabhiza vanokakatika vachizvikudza. Heeka, varwi vavo vamabhiza vanobva kure vachibhururuka segondo risingatani kudya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Mabiza aʋo ʋo anomhanya acipfuʋura iŋgwe, anehasha kupfuʋura mapere amaɗekwana; ʋataȿi ʋaʋo ʋamabiza ʋanomhanya ʋaciuruka, ɀirokwaɀo ʋataȿi ʋaʋo ʋamabiza ʋanoʋuya ʋacibva kure, ʋanobururuka segondo rinokurumidzira kudya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 “Mabhiza avowo anomhanya achipfuura ingwe, ane hasha kupfuura mapere amadekwana; vatasvi vavo vamabhiza vanomhanya vachiuruka, zvirokwazvo vatasvi vavo vamabiza vanouya vachibva kure, vanobhururuka segondo rinokurumidzira kudya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 “Mabhiza avo, kumhanya, mbada dzinosara pasi achityisa kupinda mhumhi dzinofamba usiku varwi vavo vamabhiza vanokakatika vachizvikudza. Heeka, varwi vavo vamabhiza vanobva kure vachibhururuka segondo risingatani kudya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 “Mabhiza avo, kumhanya, mbada dzinosara pasi achityisa kupinda mhumhi dzinofamba usiku varwi vavo vamabhiza vanokakatika vachizvikudza. Heeka, varwi vavo vamabhiza vanobva kure vachibhururuka segondo risingatani kudya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Mabhiza avo anomhanya kukunda ingwe, anotyisa kukunda mhumhi mumadekwana. Mauto avo amabhiza anomhanya asingadzoki; vatasvi vamabhiza vanobva kure kure. Vanobhururuka segora rinotsvaka kuparadza;

Viz kapitola kopírovat

Habakuki 1:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy