Habakuki 1:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Zvino chitarisai muone mukati memarudzi zvichatokushamisai zvigokukatyamadzai nokuti ndiri kuita basa mumazuva enyu rokuti kana mukarinzwa hamumboribvumi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Tarirai pakati pamarudzi, muʋone, mushamiswe kwaɀo‐kwaɀo; nokuti ndinoɓate‐ɓasa pamazuʋa enyu, ramucaramba kutenda kunyaŋge muciɀiʋudzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 “Tarirai pakati pamarudzi, muone, mushamiswe kwazvo-kwazvo; nokuti ndinobate basa pamazuva enyu, ramucharamba kutenda kunyange muchizviudzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Zvino chitarisai muone mukati memarudzi zvichatokushamisai zvigokukatyamadzai nokuti ndiri kuita basa mumazuva enyu rokuti kana mukarinzwa hamumboribvumi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 “Zvino chitarisai muone mukati memarudzi zvichatokushamisai zvigokukatyamadzai nokuti ndiri kuita basa mumazuva enyu rokuti kana mukarinzwa hamumboribvumi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 “Tarisa ndudzi dzavanhu, ucherechedze, ugoshamiswa zvirokwazvo. Nokuti ndichaita chimwe chinhu pamazuva ako chawanga usingazobvumi, kunyange dai waichiudzwa. Viz kapitola |