Habakuki 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Saka mutemo waita zinyekenyeke uye hapasisina ruenzaniso runoitwa nokuti vakaipa vanokomberana varurami saka ruenzaniso rwava kuminamiswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Saka murairo haunesimba, ʋuye kururamisira ʋamŋe hakucaʋonekwi; nokuti ʋakashata ʋanokomba ʋakarurama; saka kururamisira ʋamŋe kunoŋgoʋonekwa kwakaminama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Saka murayiro haune simba, uye kururamisira vamwe hakuchaonekwi; nokuti vakashata vanokomba vakarurama; saka kururamisira vamwe kunongoonekwa kwakaminama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Saka mutemo waita zinyekenyeke uye hapasisina ruenzaniso runoitwa nokuti vakaipa vanokomberana varurami saka ruenzaniso rwava kuminamiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Saka mutemo waita zinyekenyeke uye hapasisina ruenzaniso runoitwa nokuti vakaipa vanokomberana varurami saka ruenzaniso rwava kuminamiswa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Naizvozvo murayiro hauchisina simba, uye kutonga kwakarurama hakuchaonekwi. Vakaipa vanokomba vakarurama, zvokuti kururamisira kunominamiswa. Viz kapitola |