Online Bible

- Reklamy -

Habakuki 1:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Chamunondionesera zvakaipa chii imi kusarurama muchikuona zvenyu? Kuparadza noutsinye zvatarisana neni, gakava nokunetsana zvinomuka.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Munondiratidzireiko ɀakaipa, munotarireiko ɀisakarurama? Nokuti kuparadza nokuita nesimba ɀiri pamberi paŋgu; rukaʋe ruri’po, ʋuye kukakaʋara kunomuka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Munondiratidzireiko zvakaipa, munotarireiko zvisakarurama? Nokuti kuparadza nokuitira vamwe simba zviri pamberi pangu; rukave ruripo, uye kukakavara kunomuka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Chamunondionesera zvakaipa chii imi kusarurama muchikuona zvenyu? Kuparadza noutsinye zvatarisana neni, gakava nokunetsana zvinomuka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Chamunondionesera zvakaipa chii imi kusarurama muchikuona zvenyu? Kuparadza noutsinye zvatarisana neni, gakava nokunetsana zvinomuka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Sei muchiita kuti ndione kusaruramisira? Sei muchirega zvakaipa zvichingoitwa? Kuparadza nokuita nechisimba zviri pamberi pangu; pano kukakavara, uye kurwa kuri kuwanda.

Viz kapitola kopírovat

Habakuki 1:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy