Genesi 9:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Hamu baba waKanani akaonerera baba wake asina kupfeka, akandoudza mukoma nomunun'una wake panze. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino Hami, ɓaɓa ʋaKanani, wakaʋona kusasimira kwaɓaɓa ʋake, akaziʋisa ʋakuru ʋake ʋaʋiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Zvino Hamu, baba vaKenani, akaona kusasimira kwababa vake, akazivisa vakuru vake vaviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Hamu baba waKanani akaonerera baba wake asina kupfeka, akandoudza mukoma nomunun'una wake panze. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Hamu baba waKanani akaonerera baba wake asina kupfeka, akandoudza mukoma nomunun'una wake panze. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Hamu, baba vaKenani, akaona kusasimira kwababa vake akaudza mukoma wake nomununʼuna vake vaiva panze. Viz kapitola |