Online Bible

- Reklamy -

Genesi 8:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 mvura ndokuramba ichiserera pasi pose. Kwamazuva zana namakumi mashanu mvura yaingoserera.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 mvura ikaramba icidzoka panyika; mazuʋa anezana namakumi mashanu akati apfuʋura, mvura ikaɗerera.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 mvura ikaramba ichidzoka panyika; mazuva ane zana namakumi mashanu akati apfuura, mvura ikaderera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 mvura ndokuramba ichiserera pasi pose. Kwamazuva zana namakumi mashanu mvura yaingoserera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 mvura ndokuramba ichiserera pasi pose. Kwamazuva zana namakumi mashanu mvura yaingoserera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Mvura yakaserera zvishoma nezvishoma kubva panyika. Pakupera kwamazuva zana namakumi mashanu mvura yakanga yadzika,

Viz kapitola kopírovat

Genesi 8:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy