Online Bible

- Reklamy -

Genesi 8:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Akagara mamwe mazuva manomwe ndokuburitsazve njiva iya, asi haina kuzodzokerazve kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Akagara ɀe mazuʋa manomŋe, akaɓuɗisa ɀe njiʋa; iyo haina‐kudzokera ɀe kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Akagarazve mazuva manomwe, akabudisazve njiva; iyo haina kudzokerazve kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Akagara mamwe mazuva manomwe ndokuburitsazve njiva iya, asi haina kuzodzokerazve kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Akagara mamwe mazuva manomwe ndokuburitsazve njiva iya, asi haina kuzodzokerazve kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Akamirirazve kwamamwe mazuva manomwe uye akabudisazve njiva, asi panguva iyi haina kuzodzoka kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 8:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy