Genesi 6:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Nowa aiva navana vakomana vatatu, mazita avo ndiShemu naHamu naJafeti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Noa akaɓereka ʋanakomana ʋatatu, ʋaiti: Shemi, naHami, naJafeti. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Noa akabereka vanakomana vatatu, vaiti: Shemu, naHamu, naJafeti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Nowa aiva navana vakomana vatatu, mazita avo ndiShemu naHamu naJafeti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Nowa aiva navana vakomana vatatu, mazita avo ndiShemu naHamu naJafeti. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Noa akanga ana vanakomana vatatu vaiti: Shemu, Hamu naJafeti. Viz kapitola |