Genesi 50:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 mundoudza Josefi kuti, ‘Ndinokumbira kuti uregererewo vakoma vako zvitadzo nezvakaipa zvavakaita nokuti vakakuitira zvakaipa.’ Saka isu varanda vaMwari wababa venyu tinoti, tapota tiregerereiwo zvatakutadzirai.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Taurai naJosefa, muti: Ɀino ɗokaŋganwirai henyu kutadza kwaʋakoma ʋenyu; neɀiʋi ɀaʋo, nokuti ʋakakuitirai ɀakaipa; ɀino ɗokaŋganwirai kutadza kwaʋaranda ʋaMŋari waɓaɓa ʋenyu. Josefa akacema pakutaura kwaʋo naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 ‘Taurai naJosefa,’ muti, ‘Zvino dokanganwirai henyu kutadza kwavakoma venyu; nezvivi zvavo, nokuti vakakuitirai zvakaipa; zvino dokanganwirai kutadza kwavaranda vaMwari wababa venyu.’ ” Josefa akachema pakutaura kwavo naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 mundoudza Josefi kuti, ‘Ndinokumbira kuti uregererewo vakoma vako zvitadzo nezvakaipa zvavakaita nokuti vakakuitira zvakaipa.’ Saka isu varanda vaMwari wababa venyu tinoti, tapota tiregerereiwo zvatakutadzirai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 mundoudza Josefi kuti, ‘Ndinokumbira kuti uregererewo vakoma vako zvitadzo nezvakaipa zvavakaita nokuti vakakuitira zvakaipa.’ Saka isu varanda vaMwari wababa venyu tinoti, tapota tiregerereiwo zvatakutadzirai.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 ‘Izvi ndizvo zvamunofanira kutaura kuna Josefa: Ndinokumbira kuti ukanganwire madzikoma ako zvivi zvavo nezvitadzo zvavakaita pavakakuitira zvakaipa kwazvo. Zvino ndapota kanganwira hako zvivi zvavaranda vaMwari wababa vako.’ ” Pakasvika shoko ravo kwaari, Josefa akachema. Viz kapitola |