Genesi 50:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Josefi akaviga baba vake ndokudzokera kuIjipiti pamwechete nehama dzake navose vakanga vaenda naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino Josefa wakati aʋiga ɓaɓa ʋake, akadzokera Egipita, iye naʋakoma ʋake, naʋose ʋakaŋga ʋakwira naye kundoʋiga ɓaɓa ʋake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino Josefa akati aviga baba vake, akadzokera Ijipiti, iye navakoma vake, navose vakanga vakwira naye kundoviga baba vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Josefi akaviga baba vake ndokudzokera kuIjipiti pamwechete nehama dzake navose vakanga vaenda naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Josefi akaviga baba vake ndokudzokera kuIjipiti pamwechete nehama dzake navose vakanga vaenda naye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Shure kwokuvigwa kwababa vake, Josefa akadzokera kuIjipiti, pamwe chete namadzikoma ake navamwe vose vakanga vaenda naye kundoviga baba vake. Viz kapitola |