Genesi 5:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akazoberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Seti, Adhamu akazogarazve mazana masere amakore. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Mazuʋa aAdama shure kwokuɓerekwa kwaSeti akaŋga ari makore anamazana masere; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Mazuva aAdhamu shure kwokuberekwa kwaSeti akanga ari makore ana mazana masere; akabereka vanakomana navanasikana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akazoberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Seti, Adhamu akazogarazve mazana masere amakore. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akazoberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Seti, Adhamu akazogarazve mazana masere amakore. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Shure kwokuberekwa kwaSeti, Adhamu akararama kwamakore mazana masere uye akaberekazve vamwe vanakomana navanasikana. Viz kapitola |