Online Bible

- Reklamy -

Genesi 49:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 “Bhenjamini mhumhi chaiyo inorura, inobata nyama mangwanani, manheru yogara pasi kuigovanisa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Benjamini iɓere rinoparadza; Maŋgwanani ucadya cakaʋurawa, Maɗeko ucagoʋera ɀaakapamba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Bhenjamini ibere rinoparadza; Mangwanani achadya chakaurawa, Madeko achagovera zvaakapamba.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 “Bhenjamini mhumhi chaiyo inorura, inobata nyama mangwanani, manheru yogara pasi kuigovanisa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 “Bhenjamini mhumhi chaiyo inorura, inobata nyama mangwanani, manheru yogara pasi kuigovanisa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 “Bhenjamini ibere rinoparadza; mangwanani anodya nyama, madekwana anogovera zvaapamba.”

Viz kapitola kopírovat

Genesi 49:27

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy