Genesi 47:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Josefi akazoenda nababa vake Jakobho kundovaratidza kuna mambo Farao. Jakobho akakomborera Farao achimukwazisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Josefa akapinda naJakobo, ɓaɓa ʋake, akaʋaisa pamberi paFarao; Jakobo akaropafadza Farao. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Josefa akapinda naJakobho, baba vake, akavaisa pamberi paFarao; Jakobho akaropafadza Farao. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Josefi akazoenda nababa vake Jakobho kundovaratidza kuna mambo Farao. Jakobho akakomborera Farao achimukwazisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Josefi akazoenda nababa vake Jakobho kundovaratidza kuna mambo Farao. Jakobho akakomborera Farao achimukwazisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo akapinza baba vake Jakobho akavaendesa pamberi paFaro. Shure kwokuropafadzwa kwaFaro naJakobho, Viz kapitola |