Genesi 47:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 VaIsiraeri vakagara munyika yeIjipiti mudunhu reGosheni, mhuri yavo yakawana upfumi huzhinji varimo, vakabereka vana vakawanda kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino ʋaIsraeri ʋakagara panyika yeEgipita, panyika yeGosheni, ʋakaɀiwanira fuma’mo, ʋakaɓereka ʋana, ʋakawanda kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Zvino vaIsiraeri vakagara panyika yeIjipiti, panyika yeGosheni, vakazviwanira pfuma imomo, vakabereka vana, vakawanda kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 VaIsiraeri vakagara munyika yeIjipiti mudunhu reGosheni, mhuri yavo yakawana upfumi huzhinji varimo, vakabereka vana vakawanda kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 VaIsiraeri vakagara munyika yeIjipiti mudunhu reGosheni, mhuri yavo yakawana upfumi huzhinji varimo, vakabereka vana vakawanda kwazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Zvino vaIsraeri vakagara muIjipiti mudunhu reGosheni. Vakawana pfuma ikoko, vakabereka vana uye vakawanda zvikuru. Viz kapitola |