Genesi 47:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Josefi akabvisa vanhu mumisha yavo munyika yose yeIjipiti achiti vagare mumaguta. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Kana ʋari ʋanhu wakaʋatamisa kumaguta, kubva kumuganhu mumŋe weEgipita kuȿikira kunomumŋe muganhu wayo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Kana vari vanhu akavatamisa kumaguta, kubva kumuganhu mumwe weIjipiti kusvikira kuno mumwe muganhu wayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Josefi akabvisa vanhu mumisha yavo munyika yose yeIjipiti achiti vagare mumaguta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Josefi akabvisa vanhu mumisha yavo munyika yose yeIjipiti achiti vagare mumaguta. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 uye Josefa akaita kuti vanhu vave varanda kubva kuna mamwe magumo eIjipiti kusvikira kuna mamwe. Viz kapitola |