Online Bible

- Reklamy -

Genesi 46:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Ava ndivo vana navazukuru vaRakeri mudzimai waJakobho vose vari gumi navana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ndiʋo ʋanakomana ʋaRakeri, ʋakaɓerekerwa Jakobo; ʋose ʋaiʋa ʋanegumi naʋanna.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Ndivo vanakomana vaRakeri, vakaberekerwa Jakobho; vose vaiva vane gumi navana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Ava ndivo vana navazukuru vaRakeri mudzimai waJakobho vose vari gumi navana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Ava ndivo vana navazukuru vaRakeri mudzimai waJakobho vose vari gumi navana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Ava ndivo vakanga vari vanakomana vaRakeri vakanga vaberekerwa Jakobho, gumi navana pamwe chete.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 46:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy