Online Bible

- Reklamy -

Genesi 44:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Inga wani mari yatakawana mumiromo yetsapo dzedu takadzoka nayo tichibva kunyika yeKanani. Ko taizoba seiko sirivha kana ndarama mumba matenzi wenyu?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Tarirai, mari yatakawana pamiromo yehomo dzeɗu takadzoka nayo kwamuri ticibva kunyika yeKanani; taigoɓa seiko sirveri kana ndarama mumba mashe wenyu?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Tarirai, mari yatakawana pamiromo yehomwe dzedu takadzoka nayo kwamuri tichibva kunyika yeKenani; taigoba seiko sirivha kana ndarama mumba mashe wenyu?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Inga wani mari yatakawana mumiromo yetsapo dzedu takadzoka nayo tichibva kunyika yeKanani. Ko taizoba seiko sirivha kana ndarama mumba matenzi wenyu?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Inga wani mari yatakawana mumiromo yetsapo dzedu takadzoka nayo tichibva kunyika yeKanani. Ko taizoba seiko sirivha kana ndarama mumba matenzi wenyu?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Takadzoka kwamuri kubva kunyika yeKenani kunyange nemari yatakawana mumiromo yamasaga edu. Saka taizobireiko sirivha kana goridhe mumba matenzi wenyu?

Viz kapitola kopírovat

Genesi 44:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy