Genesi 44:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mutariri akatanga kutsvaka mutsapo yomukuru akazogumisira neyorugotwe. Kapu yakazowanikwa mutsapo yaBhenjamini. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Iye akatȿaka, akataŋga kumukuru, akaguma kumuɗuku; mukombe ukawanikwa muhomo yaBenjamini. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Iye akatsvaka, akatanga kumukuru, akaguma kumuduku; mukombe ukawanikwa muhomwe yaBhenjamini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mutariri akatanga kutsvaka mutsapo yomukuru akazogumisira neyorugotwe. Kapu yakazowanikwa mutsapo yaBhenjamini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mutariri akatanga kutsvaka mutsapo yomukuru akazogumisira neyorugotwe. Kapu yakazowanikwa mutsapo yaBhenjamini. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ipapo mutariri akatanga kutsvaka, akatanga kumukuru akapedzisira kumuduku wavose. Uye mukombe wakawanikwa musaga raBhenjamini. Viz kapitola |