Online Bible

- Reklamy -

Genesi 43:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Vakagara pakatarisana naJosefi vakanyatsorongwa namazero avo kubvira kudangwe kusvikira kugotwe zvokuti vakatotarisana vachishamiswa nazvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ʋakagara pamberi pake, weɗaŋgwe paʋuɗaŋgwe bgake, nomuɗuku kunaʋose paʋuɗuku bgake; ʋarume ʋakatarirana, ʋakashamiswa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Vakagara pamberi pake, wedangwe paudangwe hwake, nomuduku kuna vose pauduku hwake; varume vakatarirana, vakashamiswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Vakagara pakatarisana naJosefi vakanyatsorongwa namazero avo kubvira kudangwe kusvikira kugotwe zvokuti vakatotarisana vachishamiswa nazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Vakagara pakatarisana naJosefi vakanyatsorongwa namazero avo kubvira kudangwe kusvikira kugotwe zvokuti vakatotarisana vachishamiswa nazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Varume vakanga vakagariswa pamberi pake zvaienderana namazera avo, kubva kudangwe kusvikira kugotwe; uye vakatarisana zvikavakatyamadza.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 43:33

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy