Genesi 43:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Mutariri uyu akapinda navo mumba maJosefi. Akavapa mvura, vakashamba tsoka dzavo. Akapawo madhongi avo zvokudya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Murume uyo akaisa ʋarume aʋo muimba yaJosefa, akaʋapa mvura, ʋakashambidza tsoka dzaʋo, akapa ʋo mboŋgoro dzaʋo ɀokudya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Murume uyo akaisa varume avo muimba yaJosefa, akavapa mvura, vakashambidza tsoka dzavo, akapawo mbongoro dzavo zvokudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Mutariri uyu akapinda navo mumba maJosefi. Akavapa mvura, vakashamba tsoka dzavo. Akapawo madhongi avo zvokudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Mutariri uyu akapinda navo mumba maJosefi. Akavapa mvura, vakashamba tsoka dzavo. Akapawo madhongi avo zvokudya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Mutariri uya akauyisa varume vaya mumba maJosefa, akavapa mvura kuti vashambe tsoka dzavo uye akapa mbongoro dzavo zvokudya. Viz kapitola |