Genesi 43:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mutariri uyu ndokuti, “Regai zvenyu kutambudzika. Musatye zvenyu. Mwari wenyu, iye Mwari wababa wenyu, ndiye chete akakuisirai mari mutsapo dzenyu. Mari yenyu ndini ndakanga ndaigamuchira.” Ipapo akabva avaunzira Simeoni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Iye akati: Farai henyu, musatya; Mŋari wenyu, Mŋari waɓaɓa ʋenyu, wakakupai fuma muhomo dzenyu; mari yenyu yakaȿika kwandiri. Akaʋaɓuɗisira Simeoni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Iye akati, “Farai henyu, musatya; Mwari wenyu, Mwari wababa venyu, akakupai pfuma muhomwe dzenyu; mari yenyu yakasvika kwandiri.” Akavabudisira Simeoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mutariri uyu ndokuti, “Regai zvenyu kutambudzika. Musatye zvenyu. Mwari wenyu, iye Mwari wababa wenyu, ndiye chete akakuisirai mari mutsapo dzenyu. Mari yenyu ndini ndakanga ndaigamuchira.” Ipapo akabva avaunzira Simeoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Mutariri uyu ndokuti, “Regai zvenyu kutambudzika. Musatye zvenyu. Mwari wenyu, iye Mwari wababa wenyu, ndiye chete akakuisirai mari mutsapo dzenyu. Mari yenyu ndini ndakanga ndaigamuchira.” Ipapo akabva avaunzira Simeoni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Iye akati, “Zvakanakai. Musatya henyu Mwari wenyu, iye Mwari wababa venyu, ndiye akakupai pfuma mumasaga enyu, ini ndakagamuchira mari yenyu.” Ipapo akabudisa Simeoni akamuuyisa kwavari. Viz kapitola |