Online Bible

- Reklamy -

Genesi 43:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Baba wavo Isiraeri vakavati, “Kana zvakadaro chidai izvi, mochitorawoka zvinhu zvakanaka zvatinazvo kuno motakura mutsapo dzenyu, moenda nazvo kundopa changamire iyeyo. Motakurawo twokuzora tunonhuhwira notuuchi namasiriridzi nemura neshomwe dzokudya namaarimondi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ipapo Israeri, ɓaɓa ʋaʋo, akati kwaʋari: Kana ɀakaɗaro, itai cinhu ici: Torai micero yakanaka yenyika mumidziyo yenyu, muɓuruke necipo kumunhu uyo, cebarsami shomanene, noʋuci ʋushomanene, neɀinonhuwira, nemura, nemicero yomuti wepistakio, namaamanda;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Ipapo Isiraeri, baba vavo, akati kwavari, “Kana zvakadaro, itai chinhu ichi; torai michero yakanaka yenyika mumidziyo yenyu, muburuke nechipo kumunhu uyo, chebhasami shomanana, nouchi ushomanana, nezvinonhuwira, nemura, nemichero yomuti wepisitakio, namaamanda;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Baba wavo Isiraeri vakavati, “Kana zvakadaro chidai izvi, mochitorawoka zvinhu zvakanaka zvatinazvo kuno motakura mutsapo dzenyu, moenda nazvo kundopa changamire iyeyo. Motakurawo twokuzora tunonhuhwira notuuchi namasiriridzi nemura neshomwe dzokudya namaarimondi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Ipapo baba vavo Israeri vakati kwavari, “Kana zvakadaro, itai izvi zvino: Isai zvimwe zvibereko zvemichero yenyika ino zvakaisvonaka mumasaga enyu uye mugoenda nazvo sezvipo kumurume uyo, bharimu shoma shoma, nouchi hushoma shoma, zvinonhuhwira nemura, nzungu dzomupistakio namaarimondi.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 43:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy