Online Bible

- Reklamy -

Genesi 42:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Ipapo Rubheni akavati, “Muchiri kuyeuka here zuva riya randakati kwamuri regai kuitira mwana zvakaipa, mukaramba kunditeerera? Zvino maonaka ropa romunun'una wedu rava kutipfukira.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ipapo Rubeni akapindura, akati: Handina‐kukuʋudzai here, ndiciti: Regai kutadzira mŋana, mukaramba kunditerera — Naiɀoɀo tarirai, ropa rake rotȿakwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Ipapo Rubheni akapindura, akati, “Handina kukuudzai here, ndichiti, ‘Regai kutadzira mwana,’ mukaramba kunditeerera? Naizvozvo tarirai, ropa rake rotsvakwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Ipapo Rubheni akavati, “Muchiri kuyeuka here zuva riya randakati kwamuri regai kuitira mwana zvakaipa, mukaramba kunditeerera? Zvino maonaka ropa romunun'una wedu rava kutipfukira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Ipapo Rubheni akavati, “Muchiri kuyeuka here zuva riya randakati kwamuri regai kuitira mwana zvakaipa, mukaramba kunditeerera? Zvino maonaka ropa romunun'una wedu rava kutipfukira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Rubheni akapindura akati, “Ko, handina kukuudzai here kuti murege kutadzira mukomana? Asi hamuna kuda kunditeerera! Zvino tinofanira kuzvidavirira nokuda kweropa rake.”

Viz kapitola kopírovat

Genesi 42:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy