Online Bible

- Reklamy -

Genesi 42:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 mozouya kwandiri nomunun'una wenyu wokupedzesera ndipo pachaonekwa kana zvamuri kutaura zviri zvechokwadi, murege kufa.” Vakaita saizvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Mugoʋuya nomunuŋuna wenyu worugotwe kwandiri; naiɀoɀo mashoko enyu acasimbiswa, murege kufa. Ʋakaita saiɀoɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Mugouya nomun'una wenyu worugotwe kwandiri; naizvozvo mashoko enyu achasimbiswa, murege kufa.” Vakaita saizvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 mozouya kwandiri nomunun'una wenyu wokupedzesera ndipo pachaonekwa kana zvamuri kutaura zviri zvechokwadi, murege kufa.” Vakaita saizvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 mozouya kwandiri nomunun'una wenyu wokupedzesera ndipo pachaonekwa kana zvamuri kutaura zviri zvechokwadi, murege kufa.” Vakaita saizvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Asi munofanira kuuya nomununʼuna wenyu gotwe kwandiri, kuitira kuti mashoko enyu asimbiswe uye kuti murege kufa.” Izvi vakazviita.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 42:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy