Online Bible

- Reklamy -

Genesi 41:55 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

55 Kuzoti nyika yose yeIjipiti yarumwawo nenzara vanhu vakachema kuna Farao vachichemera chokudya. Farao akataurira vaIjipiti vose achiti, “Endai kuna Josefi, muite zvaanokuudzai.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

55 Ɀino ʋanhu ʋose ʋeEgipita ʋofa nenzara, ʋakacemera ɀokudya kunaFarao; Farao akati kunaʋose ʋeEgipita: Endai kunaJosefa; itai ɀaanotaura kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

55 Zvino vanhu vose veIjipiti vofa nenzara, vakachemera zvokudya kuna Farao; Farao akati kuna vose veIjipiti, “Endai kuna Josefa; itai zvaanotaura kwamuri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

55 Kuzoti nyika yose yeIjipiti yarumwawo nenzara vanhu vakachema kuna Farao vachichemera chokudya. Farao akataurira vaIjipiti vose achiti, “Endai kuna Josefi, muite zvaanokuudzai.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

55 Kuzoti nyika yose yeIjipiti yarumwawo nenzara vanhu vakachema kuna Farao vachichemera chokudya. Farao akataurira vaIjipiti vose achiti, “Endai kuna Josefi, muite zvaanokuudzai.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

55 Ijipiti yose payakatanga kunzwa nzara, vanhu vakatanga kuchemera zvokudya kuna Faro. Ipapo Faro akaudza vaIjipita vose akati, “Endai kuna Josefa muite zvaanokuudzai.”

Viz kapitola kopírovat

Genesi 41:55

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy