Genesi 41:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Farao namakurukota ake ose vakafadzwa nezano raJosefi, vakaribvuma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Cinhu ici cakaŋga cakanaka kunaFarao naʋaranda ʋake ʋose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Chinhu ichi chakanga chakanaka kuna Farao navaranda vake vose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Farao namakurukota ake ose vakafadzwa nezano raJosefi, vakaribvuma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Farao namakurukota ake ose vakafadzwa nezano raJosefi, vakaribvuma. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Urongwa uhu hwakaratidza kuva hwakanaka kuna Faro nokuvaranda vake vose. Viz kapitola |