Online Bible

- Reklamy -




Genesi 41:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Makore emaguta achakanganikwa nokuti nzara yacho ichanyanyisa kuipa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 maguta haaŋgazozikanwi munyika nokuɗa kwenzara iyo inozoteʋera, nokuti icanyanya kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 maguta haangazozikanwi munyika nokuda kwenzara iyoyo inozotevera, nokuti ichanyanya kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Makore emaguta achakanganikwa nokuti nzara yacho ichanyanyisa kuipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Makore emaguta achakanganikwa nokuti nzara yacho ichanyanyisa kuipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Maguta omunyika haachazorangarirwi, nokuti nzara inoatevera ichava huru kwazvo.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 41:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy