Genesi 41:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Asi kuchazouyawo makore manomwe enzara huru zvokuti vanhu vachakanganwa makore ose emaguta nokuti nyika yose yeIjipiti ichaparara nenzara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 shure kwaiwayo kucateʋera makore manomŋe enzara; ipapo maguta ose acakaŋganikwa panyika yeEgipita; nzara icapedza nyika; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 shure kwaiwayo kuchatevera makore manomwe enzara; ipapo maguta ose achakanganikwa panyika yeIjipiti; nzara ichapedza nyika; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Asi kuchazouyawo makore manomwe enzara huru zvokuti vanhu vachakanganwa makore ose emaguta nokuti nyika yose yeIjipiti ichaparara nenzara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Asi kuchazouyawo makore manomwe enzara huru zvokuti vanhu vachakanganwa makore ose emaguta nokuti nyika yose yeIjipiti ichaparara nenzara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 asi makore manomwe enzara achaatevera. Ipapo maguta ose omuIjipiti achakanganwikwa, uye nzara ichaparadza nyika. Viz kapitola |