Genesi 41:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ipapo Josefi akati kuna Farao, “Changamire, hope dzenyu dziri mbiri dziri kunanga chinhu chimwechete. Mwari akuratidzai imi Farao zvaava kuda kuita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ipapo Josefa akati kunaFarao: Kurota kwaFarao ndokumŋe; iɀo Mŋari ɀaanoɗa kuita, ndiɀo ɀaakaziʋisa Farao. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Ipapo Josefa akati kuna Farao, “Kurota kwaFarao ndokumwe; izvo Mwari zvaanoda kuita, ndizvo zvaakazivisa Farao. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ipapo Josefi akati kuna Farao, “Changamire, hope dzenyu dziri mbiri dziri kunanga chinhu chimwechete. Mwari akuratidzai imi Farao zvaava kuda kuita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Ipapo Josefi akati kuna Farao, “Changamire, hope dzenyu dziri mbiri dziri kunanga chinhu chimwechete. Mwari akuratidzai imi Farao zvaava kuda kuita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Ipapo Josefa akati kuna Faro, “Kurota kwaFaro ndokumwe uye kwakafanana. Mwari akaratidza kuna Faro zvinhu zvaava kuda kuita. Viz kapitola |