Genesi 41:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 achiona mhou nomwe dzemombe dzakanaka, dzakakora dzichibuda murwizi, dzichindofura mutsanga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Akaʋona mhou nomŋe dzicikwira dziciɓuɗa murwizi, dzakaŋga dzakanaka, dzakakora; dzikafura pakati penhokwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Akaona mhou nomwe dzichikwira dzichibuda murwizi, dzakanga dzakanaka, dzakakora; dzichifura pakati penhokwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 achiona mhou nomwe dzemombe dzakanaka, dzakakora dzichibuda murwizi, dzichindofura mutsanga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 achiona mhou nomwe dzemombe dzakanaka, dzakakora dzichibuda murwizi, dzichindofura mutsanga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Uye mhou nomwe dzakanga dzakanaka, dzakakora, dzakabuda murwizi dzikafura pakati petsanga. Viz kapitola |