Genesi 40:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kuzoti mukuru mukuru wavabiki anzwa dudziro yakanaka yakanga yapiwa naJosefi akati, “Neniwo ndarota ndakatakura pamusoro tswanda nhatu dzakaturikidzana dzanga dziine chingwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino mukuru waʋaɓiki wakati aʋona kuti ɗudziro yakanaka, akati kunaJosefa: Neni ʋo ndakaŋga ndiri pakurota kwaŋgu, ndikaʋona tswanda nhatu dzeciŋgwa cicena dzakaŋga dziri pamusoro waŋgu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Zvino mukuru wavabiki akati aona kuti dudziro yakanaka, akati kuna Josefa, “Neniwo ndakanga ndiri pakurota kwangu, ndikaona tswanda nhatu dzechingwa chichena dzakanga dziri pamusoro wangu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kuzoti mukuru mukuru wavabiki anzwa dudziro yakanaka yakanga yapiwa naJosefi akati, “Neniwo ndarota ndakatakura pamusoro tswanda nhatu dzakaturikidzana dzanga dziine chingwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Kuzoti mukuru mukuru wavabiki anzwa dudziro yakanaka yakanga yapiwa naJosefi akati, “Neniwo ndarota ndakatakura pamusoro tswanda nhatu dzakaturikidzana dzanga dziine chingwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Mubiki mukuru akati aona kuti Josefa akanga apa dudziro yakanaka, akati kuna Josefa, “Neniwo ndarota hope. Pamusoro pangu panga pane matengu matatu echingwa. Viz kapitola |